TextSongAI

Uchiri kudiwa

Afro beatSadMale VocalsAfrobeatsPianoWhistleBass

创作者: TextSongAI

创作时间: 2026年9月8日

时长: 2:06

创作相似歌曲
Odza on the beat
Verse 1
Bhebhi ndakakupa rudo rwawaida
Ndikakuitira zvese zvawaida
Tikaenda kwese kwawaida
Handina kuziva mujolo ndiwo wawaida
Chorus 1
Bhebhi Dai wakandiudza
Dai wakandiudza×2
Ndisina kubvira ndanyura
Nekuti pauri ndainge ndakaperera
Kusaziva mwoyo uchazonditorera
Ndakamirira pamwe uchazondidzorera
Todzokera paye patakatangira
Ndombogaya kukufonera
Ndanga riri dzakandimomotera
Ndoshaya wekuturira
Bridge 1
Ndomboringa pamufananidzo wako
Asi wakanaka zvako
Ndasuwa izwi rako
Meso ako
Nyemwerero yako
Uchiri kudiwa hako
Ndipewo mwoyo wako
(Bhebhi chidzoka
Dzoka mudiwa
Chidzoka mudiwa) ×2 
*odza on the beat *1,2 1,2

创作你自己的 AI 音乐

几秒内生成录音棚级别的歌曲

立即开始